Eksodo 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jehova akatara ŋguʋa, akati: Maŋgwana Jehova ucaita cinhu ici munyika ino. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jehovha akatara nguva akati, “Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jehovha akatsaura nguva uye akati, “Mangwana Jehovha achaita izvi munyika.” Onani mutuwo |