Eksodo 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Miti yorucinda nebari ɀikarobga, nokuti bari yakaŋga yatumbuka, nemiti yorucinda yakaŋga yaʋa namaruʋa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200231 Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 (Miti yeshinda nebhari zvakanga zvaparadzwa, sezvo bhari rakanga rava nehura uye miti yava namaruva. Onani mutuwo |