Eksodo 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kudunhu reGosheni kwaigara vaIsiraeri, ndiko kwoga kusina kusvika chivhuramahwe. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi munyika yeGosheni ɓedzi, imo makaŋga munaʋana ʋaIsraeri, ndi’po pakaŋga pasinecimvuramabge. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200226 Asi munyika yeGosheni bedzi, imo makanga muna vana vaIsiraeri, ndipo pakanga pasina chimvuramabwe. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kudunhu reGosheni kwaigara vaIsiraeri, ndiko kwoga kusina kusvika chivhuramahwe. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi kudunhu reGosheni kwaigara vaIsiraeri, ndiko kwoga kusina kusvika chivhuramahwe. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Nzvimbo yachisina kunaya chete inyika yeGosheni, uko kwaiva navaIsraeri. Onani mutuwo |