Eksodo 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi Farao wakawomesa mŋoyo wake neŋguʋa iyo ʋo, akasatendera ʋanhu kuenda. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200232 Asi Farao akaomesa mwoyo wake nenguva iyowo, akasatendera vanhu kuenda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi panguva inozve, Faro akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendera vanhu kuti vaende. Onani mutuwo |