Eksodo 8:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Endai zvenyu mupire Mwari wenyu zvibayiro, asi muri munyika muno.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Farao akaɗana Mosesi naAroni, akati: Endai, mundoɓayira Mŋari wenyu munyika ino. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Farao akadana Mosesi naAroni, akati, “Endai, mundobayira Mwari wenyu munyika ino.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Endai zvenyu mupire Mwari wenyu zvibayiro, asi muri munyika muno.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona25 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Endai zvenyu mupire Mwari wenyu zvibayiro, asi muri munyika muno.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ipapo Faro akadana Mozisi naAroni akati, “Endai mundobayira kuna Mwari wenyu munyika muno.” Onani mutuwo |