Eksodo 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Iti kunaAroni: Tambanudza tȿimbo yako, uroʋe guruʋa rapasi, rishanduke ʋutuŋga panyika yose yeEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira Aroni uti, ‘Tambanudza tsvimbo yako ugorova guruva revhu,’ uye munyika yose yeIjipiti, guruva richava umhutu.” Onani mutuwo |