Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Tenzi akaita zvakanga zvakumbirwa naMosesi. Matafi akapera kufa mudzimba nomuzvivanze nomuminda.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Jehova akaita seɀakaŋga ɀarebga naMosesi, mataca akafa mudzimba nomuʋazhe nokuruwa.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Jehovha akaita sezvakanga zvarehwa naMosesi, matatya akafa mudzimba nomuzvivanze nokuruwa.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Tenzi akaita zvakanga zvakumbirwa naMosesi. Matafi akapera kufa mudzimba nomuzvivanze nomuminda.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Tenzi akaita zvakanga zvakumbirwa naMosesi. Matafi akapera kufa mudzimba nomuzvivanze nomuminda.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uye Jehovha akaita zvakanga zvakumbirwa naMozisi. Matatya akafa mudzimba, nomuruvazhe uye nomuminda.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 8:13

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa