Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Hoʋe dziri murwizi dzicafa, rwizi rucanhuwa; ʋaEgipita ʋacanetswa nokutȿaka kunwa mvura yorwizi.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Hove dziri murwizi dzichafa, rwizi ruchanhuwa; vaIjipiti vachanetswa nokutsvaka kunwa mvura yorwizi.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Hove dzose dzirimo dzichafa, mvura yacho ichanhuhwa kuti kutu. Saka vaIjipiti vachasema kunwa mvura yomuna Nairi.’ ”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Hove dziri muna Nairi dzichafa, uye rwizi ruchanhuhwa; vaIjipita havazokwanisi kunwa mvura yarwo.’ ”

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 7:18

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa