Eksodo 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Iwe enda kuna Farao mangwanani undosangana naye paachaenda kurwizi kuna Nairi. Umumirire pamahombekombe arwo wakabata mumaoko tsvimbo yako iya yakambosanduka ikava nyoka. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Enda kunaFarao maŋgwanani; tarira, ucaɓuɗa acienda kumvura; iwe undomira pamhenderekedzo dzorwizi kuti usoŋgane naye, wakaɓata muruʋoko rwako tȿimbo iya yakashanduka nyoka. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200215 Enda kuna Farao mangwanani; tarira, achabuda achienda kumvura, iwe undomira pamhenderekedzo dzorwizi kuti usangane naye, wakabata muruoko rwako tsvimbo iya yakashanduka nyoka. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Iwe enda kuna Farao mangwanani undosangana naye paachaenda kurwizi kuna Nairi. Umumirire pamahombekombe arwo wakabata mumaoko tsvimbo yako iya yakambosanduka ikava nyoka. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona15 Iwe enda kuna Farao mangwanani undosangana naye paachaenda kurwizi kuna Nairi. Umumirire pamahombekombe arwo wakabata mumaoko tsvimbo yako iya yakambosanduka ikava nyoka. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Enda kuna Faro mangwanani paanenge achienda kumvura. Umire pamahombekombe aNairi kuti ugosangana naye, uye ubate muruoko rwako tsvimbo iya yakashandurwa ikava nyoka. Onani mutuwo |