Eksodo 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mŋoyo waFarao ukawomeswa, akasaʋaterera; seɀakarebga naJehova. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200213 Zvino mwoyo waFarao ukawomeswa, akasavateerera; sezvakarehwa naJehovha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kunyange zvakadaro, Farao akaomesa mwoyo wake akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi mwoyo waFaro wakava wakaoma uye haana kuvateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha. Onani mutuwo |