Eksodo 4:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehova kunaMosesi, akaita ɀiratidzo pamberi pameso aʋanhu. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200230 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehovha kuna Mosesi, akaita zviratidzo pamberi pameso avanhu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu, Onani mutuwo |