Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ipapo hanzvadzi yomwana uyu yakauyapo ikati kumukunda waFarao, “Ko ndingakudaidzirei zvangu here mureri pavakadzi vechiHebheru wokukuyamwisirai mwana uyu?”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ipapo hanɀadzi yake yakati kumukunda waFarao: Ko handiŋgaendi ndikakuɗanirai mumŋisi kuʋakadzi ʋaʋaHeberu, kuti akumŋisirei mŋana here?

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ipapo hanzvadzi yake yakati kumukunda waFarao, “Ko handingaendi ndikakudanirai mumwisi kuvakadzi vavaHebheru, kuti akumwisirei mwana here?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ipapo hanzvadzi yomwana uyu yakauyapo ikati kumukunda waFarao, “Ko ndingakudaidzirei zvangu here mureri pavakadzi vechiHebheru wokukuyamwisirai mwana uyu?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ipapo hanzvadzi yomwana uyu yakauyapo ikati kumukunda waFarao, “Ko ndingakudaidzirei zvangu here mureri pavakadzi vechiHebheru wokukuyamwisirai mwana uyu?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo hanzvadzi yake yakakumbira mwanasikana waFaro ikati, “Ndingaenda here ndikandokutorerai mumwe wavakadzi vechiHebheru kuti azokurererai mwana?”

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 2:7

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa