Eksodo 12:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Mutorwa kana muranda unoripirwa ŋgaarege kuidya. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200245 Mutorwa kana muranda anoripirwa ngaarege kuidya. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona45 Muenziwo zvake kana mushandi wamarikicho haafanire kudya Pasika. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 asi mueni uye nomunhu anoshandira mari haafaniri kuidya. Onani mutuwo |