Eksodo 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mosesi akazopedzesa achiti, “Machinda enyu ose aya achazopfugama pasi achinditeterera kuti ini ndiende navanhu vangu vose. Ndipo pandichasimuka ndopinda munzira ndoenda.” Ipapo Mosesi akabva pana Farao akashatirwa kwazvo. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naʋaranda ʋenyu ʋose aʋa ʋacaɓurukira kwandiri, ʋacandifugamira, ʋaciti: Ibvai henyu, naʋanhu ʋose ʋanokuteʋerai; shure kwaiɀoɀo ndicaɓuɗa. Akaɓuɗa pamberi paFarao, akatsamŋa kwaɀo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20028 Navaranda venyu vose ava vachaburukira kwandiri, vachandipfugamira, vachiti, ‘Ibvai henyu, navanhu vose vanokuteverai; shure kwaizvozvo ndichabuda.’ ” Akabuda pamberi paFarao, akatsamwa kwazvo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mosesi akazopedzesa achiti, “Machinda enyu ose aya achazopfugama pasi achinditeterera kuti ini ndiende navanhu vangu vose. Ndipo pandichasimuka ndopinda munzira ndoenda.” Ipapo Mosesi akabva pana Farao akashatirwa kwazvo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mosesi akazopedzesa achiti, “Machinda enyu ose aya achazopfugama pasi achinditeterera kuti ini ndiende navanhu vangu vose. Ndipo pandichasimuka ndopinda munzira ndoenda.” Ipapo Mosesi akabva pana Farao akashatirwa kwazvo. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Machinda ako ose aya achauya kwandiri, vachipfugama pamberi pangu vachiti, ‘Chiendai, imi navanhu vose vanokuteverai!’ Shure kwaizvozvo ndichaenda.” Ipapo Mozisi, atsamwa kwazvo, akabva pana Faro. Onani mutuwo |