Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 9:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 nokuti rwendo runo kana ukasadaro ndichakuonesa nhamo dzinokurwadza mwoyo iwe pamwechete namachinda ako navanhu vako. Ndipo pauchazoziva kuti pasi pano pose, hapana mumwe akaita seni.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti neŋguʋa ino ndicatuma maɗambudziko aŋgu ose pamsoro pomŋoyo wako, napamsoro paʋaranda ʋako, napamsoro paʋanhu ʋako, uziʋe kuti hapana‐wakafanana neni panyika dzose.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti nenguva ino ndichatuma madambudziko angu ose pamusoro pomwoyo wako, napamusoro pavaranda vako, napamusoro pavanhu vako, uzive kuti hapana akafanana neni panyika dzose.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 nokuti rwendo runo kana ukasadaro ndichakuonesa nhamo dzinokurwadza mwoyo iwe pamwechete namachinda ako navanhu vako. Ndipo pauchazoziva kuti pasi pano pose, hapana mumwe akaita seni.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 kana zvikasadaro nenguva ino ndichatuma matambudziko angu ose pamusoro pako napamusoro pavaranda vako uye napamusoro pavanhu vako, kuti ugoziva kuti hakuna mumwe akafanana neni munyika yose.

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 9:14

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa