Eksodo 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana ukaramba kuʋatendera, tarira, ndicaroʋa nyika yako yose namataca; Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20022 Kana ukaramba kuvatendera, tarira, ndicharova nyika yako yose namatatya; Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya. Onani mutuwo |