Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Kana Farao akati, ‘Itai chishamiso chinoratidza kuti matumwa naMwari,’ iwe iti Aroni akande tsvimbo yake pasi, isanduke igova nyoka, ipapo pana Farao achizviona.”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kana Farao acitaura nemi, akati: Tiratidzei cinoshamisa, uti kunaAroni: Tora tȿimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Kana Farao achitaura nemi, akati, ‘Tiratidzei chinoshamisa,’ uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako, uikandire pasi pamberi paFarao, ishanduke nyoka.’ ”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Kana Farao akati, ‘Itai chishamiso chinoratidza kuti matumwa naMwari,’ iwe iti Aroni akande tsvimbo yake pasi, isanduke igova nyoka, ipapo pana Farao achizviona.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Faro paanoti kwamuri, ‘Itai chiratidzo,’ ipapo uti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako uikande pasi pamberi paFaro,’ uye ichava nyoka.”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 7:9

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa