Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Mukunda waFarao akati kwaari: Enda. Musikana akaenda, akandoɗana mai ʋomŋana.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Mukunda waFarao akati kwaari, “Enda.” Musikana akaenda, akandodana mai vomwana.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Uye mwanasikana waFaro akapindura akati, “Hongu.” Uye musikana akaenda akandotora mai vomwana.

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 2:8

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa