Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino ʋakati ʋaciȿika kunaRehueri, ɓaɓa ʋaʋo, iʋo ʋakati: Makurumidza kudzoka seiko nhasi?

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino vakati vachisvika kuna Rueri, baba vavo, ivo vakati, “Makurumidza kudzoka seiko nhasi?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vasikana pavakadzokera kuna Reueri baba vavo, akavabvunza akati, “Makurumidza seiko kudzoka nhasi?”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 2:18

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa