Eksodo 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Kwakauyawo vamwe vafudzi vakavadzinganisa. Asi Mosesi akasimuka akandonunura vasikana ava, akanwisa zvipfuwo zvavo. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋafudzi ʋakaʋuya, ʋakaʋadziŋga’po, asi Mosesi wakasimuka, akaʋaɓatsira, akanwisa makwai aʋo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200217 Vafudzi vakauya, vakavadzingapo, asi Mosesi akasimuka, akavabatsira, akanwisa makwai avo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kwakauyawo vamwe vafudzi vakavadzinganisa. Asi Mosesi akasimuka akandonunura vasikana ava, akanwisa zvipfuwo zvavo. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vamwe vafudzi vakasvika vakavadzinga, asi Mozisi akasimuka akavanunura uye akanwisa zvipfuwo zvavo. Onani mutuwo |