Eksodo 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Mangwana acho, Mosesi akaenda kwakare, ndokuona vaHebheru vaviri vachirwa. Mosesi akatsiura akanga akanganisa achiti, “Ko uri kurovereiko hama yako?” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaɓuɗa ɀe nezuʋa recipiri, akaʋona ʋarume ʋaʋiri ʋaHeberu ʋacirwa; akati kunaiye waiʋa nemhoȿa: Unoroʋereiko munhu wokwako? Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200213 Akabudazve nezuva rechipiri, akaona varume vaviri vaHebheru vachirwa; akati kuna iye waiva nemhosva, “Unorovereiko munhu wokwako?” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mangwana acho, Mosesi akaenda kwakare, ndokuona vaHebheru vaviri vachirwa. Mosesi akatsiura akanga akanganisa achiti, “Ko uri kurovereiko hama yako?” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zuva rakatevera, akabuda akaona vaHebheru vaviri vachirwa. Akabvunza uya akanga akanganisa akati, “Seiko uchirova mumwe wako muHebheru?” Onani mutuwo |