Eksodo 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akanga amboudza Mosesi achiti, “Farao acharamba asinganzwi zvauchamutaurira kuitira kuti ini ndiite zviratidzo zvangu zvakawanda zvinoshamisa munyika yeIjipiti.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova akati kunaMosesi: Farao haaŋgakutereriyi kuti ɀishamiso ɀaŋgu ɀiwanzwe panyika yeEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha akati kuna Mosesi, “Farao haangakuteerereyi kuti zvishamiso zvangu zviwanzwe panyika yeIjipiti.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akanga amboudza Mosesi achiti, “Farao acharamba asinganzwi zvauchamutaurira kuitira kuti ini ndiite zviratidzo zvangu zvakawanda zvinoshamisa munyika yeIjipiti.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Faro acharamba kukuteerera, kuitira kuti zvishamiso zvangu zviwande muIjipiti.” Onani mutuwo |