Eksodo 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ipapo Mosesi naAroni vakabva vadzorwa kuna Farao. Iye akavati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, Mwari wenyu. Ko zvino vachaenda ndivanaaniko?” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Mosesi naAroni ʋakadzoserwa ɀe kunaFarao, iye akati kwaʋari: Endai mundonamata Jehova Mŋari wenyu; asi ʋacaenda ndiʋananiko? Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Mosesi naAroni vakadzoserwazve kuna Farao, iye akati kwavari, “Endai mundonamata Jehovha Mwari wenyu; asi vachaenda ndivananiko?” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ipapo Mosesi naAroni vakabva vadzorwa kuna Farao. Iye akavati, “Chiendai zvenyu mundonamata Tenzi, Mwari wenyu. Ko zvino vachaenda ndivanaaniko?” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Mozisi naAroni vakadzoswazve kuna Faro. Iye akati, “Endai mundonamata Jehovha Mwari wenyu. Asi vachaenda ndivanaaniko?” Onani mutuwo |