Danieri 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo Mwari akaita kuti Dhanieri aitirwe tsiye nyoro akanzwirwa ngoni nomuyuniki, mukuru uya. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Mŋari wakanzwisa Danieri ʋunyoro netsitsi pamberi pomucinda waʋaranda. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Mwari akanzwisa Dhanieri unyoro netsitsi pamberi pomuchinda wavaranda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo Mwari akaita kuti Dhanieri aitirwe tsiye nyoro akanzwirwa ngoni nomuyuniki, mukuru uya. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino Mwari akanga aita kuti muchinda aitire Dhanieri nyasha nengoni, Onani mutuwoShona BIBLE9 Zvino Mwari akanzwisa Dhanieri unyoro netsitsi pamberi pomuchinda wavaranda. Onani mutuwo |