Eksodo 8:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Matatya achakwira pamusoro pako napamusoro pavanhu vako napamusoro pamachinda ako ose.’ ” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 mataca acakwira pamsoro pako napamsoro paʋanhu ʋako, napamsoro paʋaranda ʋako ʋose. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20024 matatya achakwira pamusoro pako napamusoro pavanhu vako, napamusoro pavaranda vako vose.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Matafi achakwakukira pauri iwe napavanhu vako napamachinda ako ose.’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona4 Matafi achakwakukira pauri iwe napavanhu vako napamachinda ako ose.’ ” Onani mutuwo |