Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 7:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Unofanira kutaura zvinhu zvose zvandinokurayira, uye mukoma wako Aroni anofanira kuudza Faro kuti arege vaIsraeri vabude munyika yake.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura ɀose ɀandinokuraira; Aroni, mukoma wako, ucataura naFarao, kuti atendere ʋana ʋaIsraeri, ʋaɓuɗe munyika yake.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Taura zvose zvandinokuraira; Aroni, mukoma wako, achataura naFarao, kuti atendere vana vaIsiraeri, vabude munyika yake.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti.

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 7:2

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa