Eksodo 4:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo Jehovha akati kwaari, “Tambanudza ruoko ugoibata nokumuswe.” Saka Mozisi akatambanudza ruoko ndokubata nyoka uye ikadzokera pakare pakuva tsvimbo muruoko rwake. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tambanudza ruʋoko rwako, uiɓate parumhinda; (iye akatambanudza ruʋoko rwake, akaiɓata, ikashanduka tȿimbo muruʋoko rwake); Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako, uibate parumhinda; (iye akatambanudza ruoko rwake, akaibata, ikashanduka kuvatsvimbo muruoko rwake); Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Onani mutuwo |