Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 3:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Jehovha akati aona kuti akanga aendako kuti andoona, Mwari akadana kwaari kubva mugwenzi akati, “Mozisi! Mozisi!” Uye Mozisi akati, “Ndiri pano hangu.”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino Jehova wakati aciʋona kuti wotsaukira kuti aʋone, Mŋari akaɗana ari mukati megwenzi, akati: Mosesi, Mosesi! Iye akati: Ndiri pano haŋgu.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino Jehovha akati achiona kuti wotsaukira kuti aone, Mwari akadana ari mukati megwenzi, akati, “Mosesi, Mosesi!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Tenzi paakaona kuti Mosesi ari kuswederapo kuzoona, Mwari akadaidzira kwaari ari mugwenzi iroro achiti, “Mosesi! Mosesi!” Iye akati, “Ndiri pano!”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Tenzi paakaona kuti Mosesi ari kuswederapo kuzoona, Mwari akadaidzira kwaari ari mugwenzi iroro achiti, “Mosesi! Mosesi!” Iye akati, “Ndiri pano!”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 3:4

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa