Eksodo 2:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino mumwe murume weimba yaRevhi akawana mukadzi, Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mumŋe murume weimba yaʋaRevi wakawana mukunda waʋaRevi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mumwe murume weimba yavaRevhi akawana mukunda wavaRevhi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nguva iyoyo mumwe murume wemba yokwaRevhi akaroora mwana womuRevhi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nguva iyoyo mumwe murume wemba yokwaRevhi akaroora mwana womuRevhi. Onani mutuwo |