Bib sou entènèt

- Piblisite -




Numeri 1:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaAsheri, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necuru cimŋe, namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

41 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaAsheri, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechiuru chimwe, namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaAsheri vaisvika zviuru makumi mana nechimwe chete, namazana mashanu.

Gade chapit la Kopi




Numeri 1:41

Swiv nou:

Piblisite


Piblisite