Firemoni 1:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nokunaApfia, hanɀadzi yeɗu, nokunaArkipo, murwi pamŋe cete nesu, nokukereke iri mumba mako: Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20022 nokunaAfia, hanzvadzi yedu, nokunaAkipo, murwi pamwechete nesu, nokukereke iri mumba mako: Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kuna Afia hanzvadzi yedu, kuna Akipo murwi pamwe chete nesu uye nokukereke inosangana mumba mako: Gade chapit la |