Eksodo 1:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓerekana, ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba guru‐guru; nyika yakaŋga izere naʋo. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20027 Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 asi vaIsraeri vakaberekana vakawanda zvikuru uye vakava vazhinji kwazvo, zvokuti nyika yakanga yazara navo. Gade chapit la |