Bib sou entènèt

- Piblisite -




Eksodo 1:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋabva muciʋuno caJakobo ʋakaŋga ʋari ʋanhu ʋanamakumi manomŋe; asi Josefa wakaŋga atoʋa Egipita.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino vanhu vose vakanga vabva muchiuno chaJakobho vakanga vari vanhu vana makumi manomwe; asi Josefa akanga atova Ijipiti.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vana vose vaJakobho pamwechete navazukuru vake, vaikwana makumi manomwe. Josefi akatenge avako kuIjipiti kare.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vana vose vaJakobho pamwechete navazukuru vake, vaikwana makumi manomwe. Josefi akatenge avako kuIjipiti kare.

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvizvarwa zvose zvaJakobho zvakanga zviri makumi manomwe pakuwanda; Josefa akanga atova muIjipiti.

Gade chapit la Kopi




Eksodo 1:5

Swiv nou:

Piblisite


Piblisite