Bib sou entènèt

- Piblisite -




Eksodo 1:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino madzimbuya ɀaakaŋga acitya Mŋari, iye akaʋapa mhuri.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri.

Gade chapit la Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Uye nokuda kwokuti vananyamukuta vaitya Mwari, iye akavapa mhuri dzavo pachavo.

Gade chapit la Kopi




Eksodo 1:21

Swiv nou:

Piblisite


Piblisite