Danieri 1:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akaʋudza Ashpenazi, mutariri waʋaranda ʋake, kuti aʋuye naʋamŋe ʋana ʋaIsraeri, ʋorudzi rwamambo norwamacinda; Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana vaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mambo akarayira Ashipenazi, mukuru wavatariri veruvazhe, kuti apinze vamwe vavaIsraeri kubva mumhuri youshe nemhuri yemakurukota, Gade chapit laShona BIBLE3 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana VaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Gade chapit la |