Danieri 1:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naiɀoɀo mutariri wakabvisa ɀokudya ɀaʋo ɀamambo, newaini yaʋakanzi ʋanwe, akaʋapa miriʋo. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo. Gade chapit laBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka murindi akabvisa zvokudya zvakasarudzika newaini yavaifanira kunwa ndokuvapa muriwo pachinzvimbo chazvo. Gade chapit laShona BIBLE16 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo. Gade chapit la |