ƲaEfeso 1:9 - Shona BIBLE9 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari; Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20029 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Gade chapit la |