Bib sou entènèt

- Piblisite -




Numeri 1:51 - Shona BIBLE

51 Zvino kana tabhenakeri ichipfuura mberi, vaRevhi ndivo vanofanira kuibvisa; uye kana tabhenakeri ichidzikwazve, vaRevhi ndivo vanofanira kuivaka; munhu asina kufanira anoswederako, anofanira kuurayiwa.

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Ɀino kana tabernakeri icipfuʋura mberi, ʋaRevi ndiʋo ʋanofanira kuibvisa; ʋuye kana tabernakeri icidzikwa ɀe, ʋaRevi ndiʋo ʋanofanira kuiʋaka; munhu usina‐kufanira unosweɗera’ko, unofanira kuʋurawa.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Zvino kana tabhenakeri ichipfuura mberi, vaRevhi ndivo vanofanira kuibvisa; uye kana tabhenakeri ichidzikwazve, vaRevhi ndivo vanofanira kuivaka; munhu asina kufanira anoswederako, anofanira kuurawa.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Pamunenge motamisa tendhe rinoera, vaRevhi ngavaripete vachindoridzikazve kwamuchazombogara. Mumwe munhuwo zvake asiri muRevhi anenge asvika padyo naro ngaaurayiwe.

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Pamunenge motamisa tendhe rinoera, vaRevhi ngavaripete vachindoridzikazve kwamuchazombogara. Mumwe munhuwo zvake asiri muRevhi anenge asvika padyo naro ngaaurayiwe.

Gade chapit la Kopi




Numeri 1:51

Swiv nou:

Piblisite


Piblisite