Numeri 1:35 - Shona BIBLE35 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaManase, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaManase, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200235 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaManase, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Gade chapit la |