Numeri 1:31 - Shona BIBLE31 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaZeburuni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe namazana mashanu. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200231 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Gade chapit la |