Mupiro 1:2 - Shona BIBLE2 “Taura navana VaIsiraeri, uti, kwavari, ‘Kana mumwe wenyu achida kuvigira Jehovha chipo chake, munofanira kumuvigira zvipo zvenyu zvezvipfuwo, kana zvemombe kana zvamakwai.’ Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mumŋe wenyu aciɗa kuʋigira Jehova cipo cake, munofanira kumuʋigira ɀipo ɀenyu ɀeɀipfuwo, kana ɀeŋombe kana ɀamakwai. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti, kwavari, ‘Kana mumwe wenyu achida kuvigira Jehovha chipo chake, munofanira kumuvigira zvipo zvenyu zvezvipfuwo, kana zvemombe kana zvamakwai.’ Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu achida kuunza mupiro kuna Tenzi, ngaaunze chibayiro chake chezvipfuwo, chingave mombe kana hwai kana mbudzi.’ Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu achida kuunza mupiro kuna Tenzi, ngaaunze chibayiro chake chezvipfuwo, chingave mombe kana hwai kana mbudzi.’ Gade chapit la |