Mapisarema 1:6 - Shona BIBLE6 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Gade chapit la |