Johane 1:46 - Shona BIBLE46 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200246 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Gade chapit la |