Bib sou entènèt

- Piblisite -




Johane 1:45 - Shona BIBLE

45 Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurairo navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.”

Gade chapit la Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Firipo akawana Natanaeri, akati kwaari: Tamuwana iye, wakanyorwa ɀake naMosesi pamurairo naʋaprofita, iye Jesu weNazareta, mŋanakomana waJosefa.

Gade chapit la Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurayiro navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.”

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.”

Gade chapit la Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.”

Gade chapit la Kopi




Johane 1:45

Swiv nou:

Piblisite


Piblisite