Johane 1:41 - Shona BIBLE41 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiya” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa). Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200241 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Gade chapit la |