Genesi 1:8 - Shona BIBLE8 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋari akatumidza nɀimbo, akati Ƌeŋga. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa repiri. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20028 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Gade chapit la |