Genesi 1:5 - Shona BIBLE5 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Usiku akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mŋari akatumidza ciedza, akati Masikati, nerima akaritumidza, akati Ʋusiku. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa rimŋe. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20025 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Gade chapit la |