Genesi 1:22 - Shona BIBLE22 Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋari akaɀiropafadza, akati: Ƃerekai, muwande, muzadze mvura iri mumakuŋgwa; neshiri ŋgadziwande panyika. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 200222 Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Gade chapit la |