Eksodo 1:8 - Shona BIBLE8 Zvino muIjipiti makamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino paEgipita pakamuka mumŋe mambo mutȿa, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20028 Zvino paIjipiti pakamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Gade chapit la |