Eksodo 1:7 - Shona BIBLE7 Vana VaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru–guru; nyika yakanga izere navo. Gade chapit laBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓerekana, ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba guru‐guru; nyika yakaŋga izere naʋo. Gade chapit laShona Bible 1949 revised 20027 Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Gade chapit laBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Gade chapit la |